Svetuka kuchirochemo

Ruambanhanga

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti ruambanhanga ari kushandiswa kuturikira chinonzi Ecology kuEnglish. Ruambanhanga chidzidzo chinotarisa hukama huripo pakati pezvinhu zvinorarama nenharaunda yakakomberedza.

Pachinyorwa chino izwi rokuti nhanga (1. Forest with desired species; 2. Place usually frequented by individual or group for food gathering or hunting) riri kureva nzvimbo inozivikanwa kuti ine zvinowanikwa zvakadai semichero, hohwa kana mhuka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).
  翻译: